Mumhanzi
Mahwendefa


127

Mahwendefa

Nokutenda

1. Mahwendefa akange akavigwa

Pasi pasi mugomo,

Dakara Mwari vawana,

Wavaivimba naye.

2. Rondedzero yakanyorwa naNefi,

Yakanyorwa kare;

Zvino mubhuku raMomoni

Nyaya yakataurwa.

Manzwi: Rose Thomas Graham, 1875–1967

Mumhanzi: J. Spencer Cornwall, 1888–1983. Arr. © 1989 IRI

Nhoroondo—yaJoseph Smith 1:51–53, 59