Mumhanzi
Ndinoziva Baba Vangu Vapenyu


114

Ndinoziva Baba Vangu Vapenyu

Zvakapfava

1. Baba vangu vapenyu,

Vanondida kwazvo.

Mweya unondizevezera ichi ichokwadi,

Wondiudza ichokwandi.

2. Akandi tuma pano,

Nerutendo ndigare.

Mweya unondizevezera kuti ndokwanisa,

Wondiudza ndokwanisa.

Kana rwuchiridzwa paogani, shandisai maoko chete (pasina mapedhari).

Manzwi nemumhanzi: Reid N. Nibley, b. 1923. © 1969 IRI

Moronai 10:5

Abrahama 3:22–28