2025

Mbudzi 2025

  • Zvirimukati

  • Chiziviso pamusoro pemashoko aya eMusangano Mukuru

  • Vhangeri raJesu Kristu Rakamisirwa paMhuri

    Dallin H. Oaks

  • Kuyedzwa uye kusimbiswa muna Kristu

    Henry B. Eyring

  • Tarisai kuna Mwari uye Murarame

    D. Todd Christofferson

Mbudzi 2025


Mbudzi 2025

  • Chiziviso pamusoro pemashoko aya eMusangano Mukuru

    Mashoko aya anobva kunhengo dzechikwata cheVaApositora vane Gumi naVaviri munguva yemusangano mukuru waGumiguru 2025. Mutungamiri Dallin H. Oaks vakatungamira pamusangano seMutungamiri weChikwata. Mushure mazvo vakazotsaurwa seMutungamiri weChechi naHenry B. Eyring seMutevedzeri Wokutanga uye D. Todd Christofferson seMutevedzeri Wechipiri muHutungamiri Hwekutanga.


  • Dallin H. Oaks

    Vhangeri raJesu Kristu Rakamisirwa paMhuri

    Mutungamiri Oaks vanotsanangura kuti sei mhuri yakakosha zvakadaro muvhangeri raJesu Kristu uye vanotsanangura zvinhu zvatingaite kusimbisa mhuri dzedu.

    Mutungamiri Dallin H. Oaks

  • Henry B. Eyring

    Kuyedzwa uye kusimbiswa muna Kristu

    Gosa Eyring vanodzidzisa kuti zvinetso zvedu zvinokwanisa kutisimbisa kana tikavimba neMuponesi uye totendeukira kwaAri.

    Mutungamiri Henry B. Eyring

  • D. Todd Christofferson

    Tarisai kuna Mwari uye Murarame

    Gosa Christofferson vanodzidzisa kuti kutarisa kuna Mwari kunounza maropafadzo, kusanganisira pundutso uye chipo cheMweya Mutsvene.

    Mutungamiri D. Todd Christofferson