Jonatani Onawo Davidi; Sauro, Mambo weIsraeri MuTestamente yaKare, mwanakomana waSauro, mambo weIsraeri. Jonatani aive shamwari yepedyo yaDavidi (Ⅰ Sam. 13–23, 31).