Riahona

Liahona yaKubvumbi 2026

  • Zvirimukati

  • Rukundo rweMuponesi Wedu Anodiwa

    Neil L. Andersen

  • For the Strength of Youth [ZveRusimbiso rweVechidiki]

    • Mushure meZvikanganiso Zvako―Kunyangwe Izvo Zvikuru

      David Dickson

  • Friend (Shamwari)

    • Nyaya yemuMagwaro Matsvene: Paseka

Liahona yaKubvumbi 2026


Liahona yaKubvumbi 2026

  • Neil L. Andersen

    Rukundo rweMuponesi Wedu Anodiwa

    Gosa Andersen vanopupura kuti Jesu Kristu akatyora majoko eusungwa hwokusingaperi hwerufu kuitira munhu wose akamborarama kana anozorarama panyika.

    Gosa Neil L. Andersen

  • For the Strength of Youth [ZveRusimbiso rweVechidiki]

    • David Dickson

      Mushure meZvikanganiso Zvako―Kunyangwe Izvo Zvikuru

      Tinokwanisa kudzidza zvakawanda kubva kuMuApositora Petro pamusoro peMuponesi, Rudzinuro Rwake, uye nokuedza zvakare.

      Petro achirimba Kristu

  • Friend (Shamwari)

    • Nyaya yemuMagwaro Matsvene: Paseka

      Verenga nyaya pamusoro paMosesi achitungamirira vaisraeri kubuda muEgipita uye nechishamiso achipatsanura Gungwa Dzvuku

      Mufananidzo waMosesi naAroni vachitaura kuna Farao