Liahona (Riahona), Kukadzi 2026 Patrick KearonGwara reChibvumirano RinofadzaGosa Kearon vanodzidzisa kuti tinokwanisa kufara kuti mutengo werudzikinuro rwedu wakabhadharwa uye kuti gwara rechibvumirano kuupenyu hwokusingaperi rakamiswa. For the Strength of Youth (ZveRusimbiso rweVechidiki) Madelyn MaxfieldUnoda Kunyanya Kufara? Edza RuvongoKunangisa pfungwa paruvongo kunokwanisa kukubatsira kuti urambe une maonero ezvinhu akanaka uye uine tariro apo upenyu pahwunenge husingafambi sezvawanga wakaronga. Friend (Shamwari) Noa neArekaVerenga nyaya pamusoro paNoa neareka.