Gunyana 2025 D. Todd ChristoffersonKuropafadzwa neMvumo uye neSimba reHupirisitaGosa Christofferson vanodzidzisa kuti nhengo dzeChechi dzinodaidzwa kuti dzishandise simba raMwari kushandira nekuropafadza vamwe muChechi, kumba, uye nepanyika pose. For the Strength of Youth (ZveRusimbiso rweVechidiki) Brynn WenglerJesu Kristu Ndewe Mazuvawo AkanakaHeano mamwe mazano okuramba wakanangisa pfungwa paMuponesi kunyangwe apo zvinhu pazvinenge zvichifamba zvakanaka. Friend (Shamwari) Nyaya dzemuMagwaro Matsvene: Kuvaka NauvooVerenga nyaya pamusoro paJoseph Smith naVatendi vachimisa guta reNauvoo uye nokuvaka temberi ikoko.