2024

Gumiguru 2024

  • Zvirimukati

  • Mutoo weRubatano muna Jesu Kristu

    Russell M. Nelson

  • ZveRusimbiso rweVechidiki

    • Tinokwanisa kuva nerubatano sei kana tose takasiyana-siyana zvakadaro?

  • Friend (Shamwari)

    • Jesu Akaropafadza Mumwechete neMumwechete

Gumiguru 2024


Gumiguru 2024

  • Russell M. Nelson

    Mutoo weRubatano muna Jesu Kristu

    Mutungamiri Nelson vanogovera kuti vanhu vemuna 4 Nifai vakava sei nerubatano runerunyararo, vachitipa mutoo watinokwanisa kutevedzera kuti tive nerubatano nhasi.

    Mutungamiri Russell M. Nelson

  • ZveRusimbiso rweVechidiki

    • Tinokwanisa kuva nerubatano sei kana tose takasiyana-siyana zvakadaro?

      Mhinduro kumubvunzo unoti: “Tinokwanisa kuva nerubatano sei kana tose takasiyana-siyana zvakadaro?”

      makiyubhi ane misive paari

  • Friend (Shamwari)

    • Jesu Akaropafadza Mumwechete neMumwechete

      Verenga nyaya pamusoro pokuti ndiriini apo Jesu paakashanyira vaNifai uye akavaropfadza mumwechete nemumwechete.

      Vaporofita vachidzidzisa vaNifai