2022

Mbudzi 2022

  • Zvirimukati

  • Kundai Nyika uye Muwane Zororo

    Mutungamiri Russell M. Nelson

  • Kubatsira Varombo naVanotambudzika—Zvikamu Zvakatorwa

    Mutungamiri Dallin H. Oaks

  • Nhaka yeKurudziro—Zvikamu Zvakatorwa

    Mutungamiri Henry B. Eyring

Mbudzi 2022


Mbudzi 2022

  • Mutungamiri Russell M. Nelson

    Kundai Nyika uye Muwane Zororo

    Mutungamiri Nelson vanopupura kuti tinokwanisa kukunda nyika uye kuwana zororo, kuburikidza nesimba raJesu Kristu, iro ratinowana kuburikidza nezvibvumirano zvedu.

    chaunga pamusangano mukuru

  • Mutungamiri Dallin H. Oaks

    Kubatsira Varombo naVanotambudzika—Zvikamu Zvakatorwa

    Mutungamiri Oaks vanodzidzisa kuti Mwari vanofemera masangano akawanda navanhu vakawanda kubatsira avo vanotambura uye kuti Chechi yakazvipira kushanda navamwe mukuedza ikoko. Zvikamu Zvakatorwa.

    Oaks poster quote

  • Mutungamiri Henry B. Eyring

    Nhaka yeKurudziro—Zvikamu Zvakatorwa

    Mutungamiri Eyring vanotaridza kuti amai vavo uye muporofita Mormoni vakakurudzira sei zvizvarwa zvavo kuti zvikodzere upenyu hwokusingaperi nemuzviedzo zvose zveupenyu hwunofa.

    ndege yebepa inemumvuri wendege