Vana
Sarudza Chakanaka
Kusarudza chakanaka kunotiunza pedyo naBaba Vokudenga naJesu Kristu. Kunotibatsirawo kuva vanofara uye vakadzivirirwa. Tenderedza nzira dzaunokwanisa kusarudza nadzo chakanaka.
Kubiridzira muchikoro
Nzvera Magwaro Matsvene
Enda kuchechi
Tamba mitambo yakanaka
Irwa nevana vamai vako
Shandira vamwe