2010–2019

Kubvumbi 2018

  • Zvirimukati

  • Chikamu cheMugovera Masikati

    • Munyoro uye Ane Mwoyo Wakaninipa

      David A. Bednar

    • Nhoroondo yeMhuri neBasa reMutemberi: Kusunganidza neKuporesa

      Dale G. Renlund

  • Chikamu cheSvondo Mangwanani

    • Zvakazarurwa zveChechi, Zvakazarurwa zveUpenyu Hwedu

      Russell M. Nelson

Kubvumbi 2018


Kubvumbi 2018

  • Chikamu cheMugovera Masikati

    • David A. Bednar

      Munyoro uye Ane Mwoyo Wakaninipa

      Vachigovera mienzaniso yeunyoro kubva mumagwaro matsvene uye kubva muupenyu hwevaporofita vanhasi, Gosa Bednar vanodzidzisa kuti hunhu uhu hwakafanana nehwaKristu hunokwanisa kukudziridzwa.


    • Dale G. Renlund

      Nhoroondo yeMhuri neBasa reMutemberi: Kusunganidza neKuporesa

      Gosa Renlund vanodzidzisa kuti apo patinoitira madziteteguru edu nhoroondo yemhuri uye basa remutemberi, Mwari vanopa maropafadzo kumativi ese echidzitiro.

      Parley Pratt

  • Chikamu cheSvondo Mangwanani

    • Russell M. Nelson

      Zvakazarurwa zveChechi, Zvakazarurwa zveUpenyu Hwedu

      Mutungamiri Nelson vanopupura kuti Ishe vanotungamira Chechi kuburikidza nezvakazarurwa uye nekuti zvakazarurwa zvako pachako zvinowanikwa kumunhu wese.

      Mutungamiri Russell M. Nelson neMutungamiri Thomas S. Monson