2022

Chivabvu 2022

  • Zvirimukati

  • Simba roRugwinyo rweZvepamweya

    Mutungamiri Russell M. Nelson

  • Rudo rweHumwari muChirongwa chaBaba

    Mutungamiri Dallin H. Oaks

  • Kutsiga muMadutu

    Mutungamiri Henry B. Eyring

Chivabvu 2022


Chivabvu 2022

  • Mutungamiri Russell M. Nelson

    Simba roRugwinyo rweZvepamweya

    Mutungamiri Nelson vanogovera nzira shanu dzatinokwanisa kuvaka nadzo rugwinyo rwezvepamweya: ita uye nokuchengeta zvibvumirano, tendeuka, dzidza pamusoro paMwari, tsvaka zvishamiso, uye gumisa rwisano.

    musikana wechidiki

  • Mutungamiri Dallin H. Oaks

    Rudo rweHumwari muChirongwa chaBaba

    Mutungamiri Dallin H. Oaks vanodzidzisa kuti Chechi yakadzorerwa inobatsira sei vanhu kuti vakodzere kuwana kusimudzirwa kumusoro-soro muumambo hweseresitiyaro (zvikamu zvakatorwa kubva kumusangano mukuru waKubvumbi 2022).

    makomo achibuda nemumakore

  • Mutungamiri Henry B. Eyring

    Kutsiga muMadutu

    Mutungamiri Henry B. Eyring vanotidzidzisa kuti Jesu Kristu anotipa ruchengeteko mumadutu eupenyu apo patinouya kwaAri (zvikamu kubva kumusangano mukuru waKubvumbi 2022).

    imba yechiedza