2023

Chivabvu 2023

  • Zvirimukati

  • Vayananisi Vanodikanwa

    Mutungamiri Russell M. Nelson

  • Dzidziso dzaJesu Kristu

    Mutungamiri Dallin H. Oaks

  • Kuwana Runyararo Rwako Pachako

    Mutungamiri Henry B. Eyring

Chivabvu 2023


Chivabvu 2023

  • Mutungamiri Russell M. Nelson

    Vayananisi Vanodikanwa

    Mutungamiri Nelson vanotikoka kuti tiwongorore mwoyo yedu uye tirambe chinhu chipi zvacho chinotidzivirira kubva mukuva vayananisi, basa ravadzidzi vechokwadi vaJesu Kristu—kunyanya apo patinotarisana nerupikiso rwakasimba.

    mhuri ichiona musangano mukuru

  • Mutungamiri Dallin H. Oaks

    Dzidziso dzaJesu Kristu

    Mutungamiri Oaks vanogovera zvinyorwa zvitsvene zvinotaura mashoko aJesu Kristu. Zvikamu Zvakatorwa.

    pepa rinonamirwa kumadziro

  • Mutungamiri Henry B. Eyring

    Kuwana Runyararo Rwako Pachako

    Mutungamiri Eyring vanodzidzisa kuti apo patinowana chipo cheMuponesi cherunyararo rwedu pachedu, tinokwanisa kubatsira vamwe kuruwana, uye ivo, semugumisiro, vanokwanisa kurupawo kuna vamwe. Zvikamu Zvakatorwa.

    pepa rinonamirwa kumadziro